moviebox header nav
moviebox search icon

Mutsvene Muri Ishe (Live) - Minister Michael Mahendere ft. UFIC Choir

2019

R

0 h 8 m

Zimbabwe

Religious

Mutsvene Muriishe Minister Michael Mahendere UFIC Choir In the Sanctuary album (2017) Muri Ishe wamadziishe Mwari wangu Tokusheedzai Mambo wamadzimambo Mwari wangu Vanhu venyu vati muri mutsvene, ngirozi dzati mutsvene Ko, ndozvamuri Mwari we Muri mutsvene Baba Inzwayi mazwi edu Mwari we Tabvuma Mwari we, ndimi moga mutsvene Ha ha, Mutsvene Muri Ishe wamadziishe Tosheedza Mambo wamadzimambo eh eh Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene Ndozvamuri Mwari Vanhu venyu vati muri mutsvene, zvinhu zvose zvinoti mutsvene, ndozvamuri Mwari we [Chorus] Muri Ishe wamadziishe Muri Mambo wamadzimambo Mutsvene x8 [repeat x2] You are the King of all kings You are the Lord of all Lords Holy x8 Uyi Nkosi yamankosi INkosi ilamandla onke Ngcwele x8 [Interlude] [Choir sings ‘Mutsvene’ in the background] Mutsvene wavatsvene, Mutsvene wavatsvene, torumbidza zita renyu, muri Mutsvene Tonamata Mustvene, tokuudza Mutsvene Mwari wedu muri Mutsvene, Muri Mutsvene Zvisikwa zviripamberi penyu Mwari Zvine maziso kwese kwese Ekungoona Utsvene Wenyu Zvinongoti Mutsene Kana nesuwo tiripano Mwari we Tabatirana nezvisikwa izvi Tinongoti mutsvene Mwari we Mutsvene x4 [repeat] Holy x4 [repeat] Mutsvene x4 [repeat] Muri Ishe wamadziishe Ndimi Mambo wamadzimambo Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene Torumbidza Mwari we, Ndozvamuri Mwari we [tongues] Mwari wezvishamiso Mwari we Mwari wezvikuru, zvikuru, zvikuru Mwari wezvikuru, zvikuru, zvikuru [tongues]
More

7.0 /10

0 people rated

شاهد أونلاين

شاهد في التطبيق

الحلقات

أفضل الممثلين

تقييمات المستخدمين

الحلقات
أفضل الممثلين
تقييمات المستخدمين

الحلقات

film
lklk
Netflix
Plex

تقييمات المستخدمين

author avatar

Live Beyond The Wall

14/12/2024 21:29
Mutsvene Muri Ishe (Live) - Minister Michael Mahendere ft. UFIC Choir
Disclaimer: All videos and pictures on MovieBox are from the Internet, and their copyrights belong to the original creators. We only provide webpage services and do not store, record, or upload any content.